Mapisarema 88:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Makandiisa mugomba rakadzika-dzika, Panzvimbo dzine rima, makadzika kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makandiisa mugomba rakadzika‐dzika, Panɀimbo dzinerima, makadzika kwaɀo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makandiradzika mugomba rakadzika munzvimbo yerima pasi pasi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Makandiradzika mugomba rakadzika munzvimbo yerima pasi pasi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Makandiisa mugomba rakadzika dzika, murima guru makadzika dzika. Ver Capítulo |