Mapisarema 88:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Ndinoverengwa pamwechete navanoburukira kugomba; Ndakafanana nomunhu anoshaiwa mubatsiri; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndinoʋereŋgwa pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba; Ndakafanana nomunhu unoshaiwa muɓatsiri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndinoverengwa pakati paavo vakaburukira kugomba; ndava somunhu asina simba. Ver Capítulo |