Mapisarema 86:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Nokuti imi muri mukuru, munoita zvinhu zvinoshamisa; Ndimi Mwari woga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti imi muri mukuru, munoita ɀinhu ɀinoshamisa; Ndimi Mŋari woga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinhu zvinoshamisa; imi moga ndimi Mwari. Ver Capítulo |