La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 84:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvirokwazvo, shiri yakazviwanira imba, Nyenganyenga yakazviwanira dendere, painoisa vana vayo, Ipo paaritari dzenyu, Jehovha wehondo, Mambo wangu, naMwari wangu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀirokwaɀo, shiri yakaɀiwanira imba, Nyeŋganyeŋga yakaɀiwanira ɗendere, painoisa ʋana ʋayo, Ipo paartari dzenyu, Jehova wehondo, Mambo waŋgu, naMŋari waŋgu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kunyange nzvidya inowanawo pokugara, kashiri kachizvivakira dendere rako pakanogona kukandirira vana vako kuatari dzenyu imi TENZI wehondo nehondo mambo wangu naMwari wangu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kunyange nzvidya inowanawo pokugara, kashiri kachizvivakira dendere rako pakanogona kukandirira vana vako kuatari dzenyu imi TENZI wehondo nehondo mambo wangu naMwari wangu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kunyange shiri diki yakazviwanira imba, nenyenganyenga yakazviwanirawo dendere kwaingachochonyera vana vayo, iyo nzvimbo iri pedyo nearitari yenyu, imi Jehovha Wamasimba Ose, Mambo wangu naMwari wangu.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 84:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios