Mapisarema 82:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Havazivi, havanzwisisi; Vanofamba-famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozununguka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Haʋaziʋi, haʋanzwisisi; Ʋanofamba‐famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozunuŋguka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Havana ruzivo kana runzwisiso, vanofamba murima ugaro hwose hwenyika huri kuzunguzika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Havana ruzivo kana runzwisiso, vanofamba murima ugaro hwose hwenyika huri kuzunguzika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Havana chavanoziva, havana chavanonzwisisa. Vanongofamba-famba murima; nheyo dzose dzenyika dzinozungunuswa. Ver Capítulo |