Mapisarema 82:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Mwari anomira paungano yaMwari; Anotonga pakati pavamwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mŋari unomira paʋuŋgano yaMŋari; Unotoŋga pakati paʋamŋari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari agara pachigaro chake chokutonga, mudare rake, achitonga pakati pavamwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari agara pachigaro chake chokutonga, mudare rake, achitonga pakati pavamwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mwari anogara paungano huru; anotonga pakati pa“vamwari” achiti, Ver Capítulo |