Mapisarema 81:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Ndini Jehovha Mwari wako, Akakubudisa panyika yeIjipiti; Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndini Jehova Mŋari wako, Wakakuɓuɗisa panyika yeEgipita; Shamisa muromo wako kwaɀo, ndigouzadza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndini TENZI Mwari wako akakuburitsa munyika yeIjipiti, shamisisa muromo wako ndiuzadze. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndini TENZI Mwari wako akakuburitsa munyika yeIjipiti, shamisisa muromo wako ndiuzadze. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva munyika yeIjipiti. Shamisa muromo wako kwazvo, ndigouzadza. Ver Capítulo |