Mapisarema 80:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo, Nemisidhari yaMwari namatavi awo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo, Nemisidari yaMŋari namataʋi awo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo nemiti yomusidhari yakafukidzwa namapazi awo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Makomo akafukidzwa nomumvuri wawo nemiti yomusidhari yakafukidzwa namapazi awo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Makomo akanga akafukidzwa nomumvuri wawo, nemisidhari mikuru namatavi awo. Ver Capítulo |