Mapisarema 78:59 - Shona Bible 1949 revised 200259 Zvino Mwari akati achizvinzwa, akatsamwa kwazvo, Akasema Isiraeri kwazvo-kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)59 Ɀino Mŋari wakati aciɀinzwa, akatsamŋa kwaɀo, Akasema Israeri kwaɀo‐kwaɀo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 Mwari paakazvinzwa akazara nehasha, akabva aramwa Isiraeri chaizvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona59 Mwari paakazvinzwa akazara nehasha, akabva aramwa Isiraeri chaizvo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi59 Mwari akati avanzwa akatsamwa zvikuru kwazvo; akaramba Israeri zvachose. Ver Capítulo |