Mapisarema 5:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Teererai izwi rokuchema kwangu, imi Mambo wangu, naMwari wangu; Nokuti ndinonyengetera kwamuri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tererai inzwi rokucema kwaŋgu, imi Mambo waŋgu, naMŋari waŋgu; Nokuti ndinonyeŋgetera kwamuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Inzwai izwi rokuchema kwangu, Mwari wangu naMambo wangu nokuti ndinonamata kwamuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Inzwai izwi rokuchema kwangu, Mwari wangu naMambo wangu nokuti ndinonamata kwamuri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Teererai inzwi rokuchema kwangu, Mambo wangu naMwari wangu, nokuti ndinonyengetera kwamuri. Ver Capítulo |