La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 4:8 - Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndichavata pasi norugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndicaʋata pasi norugare, ndiɓatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehova munondigarisa pakasimba.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 4:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios