Mapisarema 3:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Simukai, Jehova; ndirwirei, Mŋari waŋgu; Nokuti makaroʋa ʋaʋeŋgi ʋaŋgu ʋose pashaya dzaʋo; Makavuna meno aʋakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Simukai TENZI, ndinunureiwo Mwari wangu nokuti imi, munorova mhandu dzangu dzose padama. Vakaipa munovagura meno. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Simukai TENZI, ndinunureiwo Mwari wangu nokuti imi, munorova mhandu dzangu dzose padama. Vakaipa munovagura meno. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Simukai, imi Jehovha! Ndirwirei, imi Mwari wangu! Rovai vavengi vangu vose pashaya; gurai meno avakaipa. Ver Capítulo |