Mapisarema 3:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vawanda sei! Vazhinji vanondimukira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋawanda sei! Ʋazhinji ʋanondimukira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei! Vakawanda sei vanondimukira! Ver Capítulo |