Johane 9:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 akati kwaari, “Enda undoshamba mudziva reSiroami,” (ndokuti, kana zvichishandurwa, “Kutumwa.”) Ipapo akaenda, akandoshamba, akadzoka achiona. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 akati kwaari: Enda undoshamba mudziʋa reSiroami, (ndokuti, kana ɀicishandurwa, Kutumŋa). Ipapo akaenda, akandoshamba, akadzoka aciʋona. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 akamuti, “Chienda undoshamba mudziva reSiroamu” (zvinoreva kutumwa.) Ipapo akaenda akashamba akauya avakuona. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 akamuti, “Chienda undoshamba mudziva reSiroamu” (zvinoreva kutumwa.) Ipapo akaenda akashamba akauya avakuona. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akati kwaari, “Enda undoshamba mudziva reSiroami” (shoko iri rinoreva kuti Kutumwa). Saka murume uya akaenda akandoshamba, akadzoka ava kuona. Ver Capítulo |