Johane 8:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Uye mumurayiro wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋuye mumurairo wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwaʋanhu ʋaʋiri ndokwaɀowaɗi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mumutemo wenyu makanyorwa kuti uchapupu hwavaviri ndehwechokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mumutemo wenyu makanyorwa kuti uchapupu hwavaviri ndehwechokwadi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mumurayiro wenyu makanyorwa kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi. Ver Capítulo |