Johane 7:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Kwirai kumutambo imi; ini handiti ndokwira kumutambo, nokuti nguva yangu ichigere kusvika kwazvo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kwirai kumutambo imi; ini handiti ndokwira kumutambo, nokuti ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika kwaɀo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imimi endai zvenyu kumazuva makuru iwayo ini handisati ndoenda kumazuva makuru iwaya nokuti nguva yangu haisati yanyatsokwana.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Imimi endai zvenyu kumazuva makuru iwayo ini handisati ndoenda kumazuva makuru iwaya nokuti nguva yangu haisati yanyatsokwana.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Endai henyu imi kuMutambo. Ini handisati ndoenda kuMutambo uyu, nokuti nguva yakanaka kwandiri haisati yasvika.” Ver Capítulo |