La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:52 - Shona Bible 1949 revised 2002

52 Vakapindura, vakati kwaari, “Ko newewo uri weGariria here? Nzvera, uone kuti hakuna muporofita, anobva Gariria.” [

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Ʋakapindura, ʋakati kwaari: Ko newe ʋo uri weGarirea here? Nɀera, uʋone kuti hakunomuprofita, unobva Garirea.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Ivo vakapindura vachiti, “Asi newewo unobva kuGarirea su? Tsvagaka uone zvako kuti hakuna muporofita anobva kuGarirea.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 Ivo vakapindura vachiti, “Asi newewo unobva kuGarirea su? Tsvagaka uone zvako kuti hakuna muporofita anobva kuGarirea.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

52 Vakapindura vakati, “Newewo uri weGarirea? Nzvera, uye uchaona kuti hakuna muprofita anobva kuGarirea.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:52

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios