Johane 7:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 Mapurisa akapindura, akati, “Hakuna munhu akatongotaura nokutaura kwomunhu uyo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ʋatariri ʋakapindura, ʋakati: Hakunomunhu wakatoŋgotaura nokutaura kwomunhu uyo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Mapurisa akati, “Hapana munhu ati ambotaura somunhu uyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona46 Mapurisa akati, “Hapana munhu ati ambotaura somunhu uyu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Varindi vakati kwavari, “Hakuna munhu akatombotaura nenzira inoitwa nomurume uyu.” Ver Capítulo |