Johane 7:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Ipapo Jesu akati kwavari, “Ndichiri nemi nguva duku, ndigoenda kune akandituma. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ndiciri nemi ŋguʋa ɗuku, ndigoenda kunowakandituma. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Jesu akati kwavari, “Ndinongova nemi kwechinguva chiduku, uye mushure maizvozvo ndichazoenda kuna iye akandituma. Ver Capítulo |