Johane 7:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo vanun'una vake vakati kwaari, “Ibva pano, uende Judhea, kuti vadzidzi vako vaonewo mabasa ako aunoita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo ʋanuŋuna ʋake ʋakati kwaari: Ibva pano, uende Judea, kuti ʋadzidzi ʋako ʋaʋone ʋo maɓasa ako aunoita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Naizvozvo vakomanavanun'una vake vakati kwaari, “Dai mabva kuno muende kuJudhea kuti vadzidzi venyu vaone mabasa amuri kuita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Naizvozvo vakomanavanun'una vake vakati kwaari, “Dai mabva kuno muende kuJudhea kuti vadzidzi venyu vaone mabasa amuri kuita. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vanunʼuna vaJesu vakati kwaari, “Munofanira kubva pano muende kuJudhea, kuitira kuti vadzidzi venyu vagoona zvishamiso zvamunoita. Ver Capítulo |