La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:28 - Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino Jesu akadanidzira mutemberi, akadzidzisa, achiti, “Munondiziva, munoziva napandakabva; handina kuuya ini ndimene, asi akandituma ndiye wechokwadi, wamusingazivi imi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino Jesu akaɗanidzira mutembere, akadzidzisa, aciti: Munondiziʋa, munoziʋa napandakabva; handina‐kuʋuya ini ndimene, asi wakandituma ndiye waɀokwaɗi, wamusiŋgaziʋi imi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Naizvozvo Jesu akadaidzira achidzidzisa muTemberi achiti, “Heya munotondiziva nokwandinobva kwose nhai? Asi ini handina kungouya zvomusoro wangu ndakatotumwa nouyo ari pachokwadi wamusingazivi imi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Naizvozvo Jesu akadaidzira achidzidzisa muTemberi achiti, “Heya munotondiziva nokwandinobva kwose nhai? Asi ini handina kungouya zvomusoro wangu ndakatotumwa nouyo ari pachokwadi wamusingazivi imi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ipapo Jesu, achiri kudzidzisa ari mutemberi, akadanidzira achiti, “Hongu, munondiziva, uye munoziva kwandinobva. Handisi pano nokuda kwangu, asi uyo akandituma ndiye wechokwadi. Imi hamumuzivi,

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios