Johane 7:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋamŋe ʋeJerusarema ʋakati: Ko haazi iye waʋaitȿaka kuʋuraya here? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Panguva iyoyo vamwe vanhu veJerusarema vakatanga kubvunzana vachiti, “Ko, uyu haasiye murume uya wavari kuedza kuuraya here? Ver Capítulo |