La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:30 - Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino vakati kwaari, “Munoita chiratidzo chipiko, kuti tione, tikutendei?

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino ʋakati kwaari: Munoita ciratidzo cipiko, kuti tiʋone, tikutendei? Imi munoɓateiko?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Saka vakati kwaari, “Ko zvino iwe chiratidzoi chaungaite kuti tione tigotenda mauri; chii chaungaite?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Saka vakati kwaari, “Ko zvino iwe chiratidzoi chaungaite kuti tione tigotenda mauri; chii chaungaite?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Saka vakamubvunza vakati, “Muchatiratidza chiratidzo cheiko chatingaona kuti tigokutendai? Muchaiteiko?

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:30

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios