Johane 5:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Nokuti nababa havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti naƂaɓa haʋatoŋgi munhu, asi ʋakapa Mŋanakomana kutoŋga kwose, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Baba havatongi munhu, asi vakapa kutonga kwose kumwanakomana Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Baba havatongi munhu, asi vakapa kutonga kwose kumwanakomana Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pamusoro paizvozvo, Baba havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose, Ver Capítulo |