Johane 4:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kubindukira; vamwe vakabindukira, zvino imi mapinda pane zvavakabindukira ivo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ndakakutumai kundoceka ɀamusakaɓatira; ʋamŋe ʋakaɓata, ɀino imi mapinda paneɀaʋakaɓatira iʋo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kushandira; vamwe ndivo vakashanda; imi mukapinda mumubayiro webasa ravamwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ndakakutumai kundokohwa zvamusina kushandira; vamwe ndivo vakashanda; imi mukapinda mumubayiro webasa ravamwe.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ndakakutumai kunokohwa zvamusina kushandira. Vamwe vakaita basa rakaoma, uye imi makakohwa mubayiro wokubata kwavo.” Ver Capítulo |