Johane 4:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Mukadzi akati kwaari, “Ishe, ndinoona kuti muri muporofita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mukadzi akati kwaari: Ishe, ndinoʋona kuti muri muprofita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mukadzi ndokuti kwaari, ‘Changamire ndaona kuti muri muporofita.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mukadzi ndokuti kwaari, ‘Changamire ndaona kuti muri muporofita.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mukadzi akati, “Ishe, ndinoona kuti muri muprofita. Ver Capítulo |