Johane 3:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Nikodhimo akapindura, akati kwaari, “Zvinhu izvi zvingagoitwa seiko?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nikodimo akapindura, akati kwaari: Ɀinhu iɀi ɀiŋgagoitwa seiko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nikodhimasi akamupindura achiti, “Izvi zvingaitike sei?” Jesu akamupindurawo achiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nikodhimasi akamupindura achiti, “Izvi zvingaitike sei?” Jesu akamupindurawo achiti, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nikodhimasi akati, “Zvingaitika seiko izvi?” Ver Capítulo |