Johane 3:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri, munofanira kuberekwa kutsva. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri: Munofanira kuɓerekwa kutȿa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 usashamisike nezvandati unofanira kuzvarwa patsva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 usashamisike nezvandati unofanira kuzvarwa patsva. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Haufaniri kushamiswa nezvandareva ndichiti, ‘Unofanira kuberekwa patsva.’ Ver Capítulo |