Johane 2:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Jesu akati kwavari, “Zadzai makate nemvura.” Ivo vakaazadza kusvikira pamiromo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jesu akati kwaʋari: Zadzai makate nemvura. Iʋo ʋakaazadza kuȿikira pamiromo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akati kwavari, “Zadzai makate aya nemvura.” Ivo vakaazadza kuti tuba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akati kwavari, “Zadzai makate aya nemvura.” Ivo vakaazadza kuti tuba. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jesu akati kuvaranda, “Zadzai makate nemvura.” Saka vakaazadza kusvikira pamuromo. Ver Capítulo |