La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 2:20 - Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino vaJudha vakati, “Temberi iyi yakavakwa namakore ana makumi mana namatanhatu, zvino iwe ungaimutsa namazuva matatu here?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino ʋaJuda ʋakati: Tembere iyi yakaʋakwa namakore anamakumi manna namatanhatu, ɀino iwe uŋgaimutsa namazuʋa matatu here?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 VaJudha ndokuti, “Zvakatora makore makumi mana anamatanhatu kuvaka Temberi iyi iwe ndipo paungaimise namazuva matatu here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 VaJudha ndokuti, “Zvakatora makore makumi mana anamatanhatu kuvaka Temberi iyi iwe ndipo paungaimise namazuva matatu here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 VaJudha vakapindura vakati, “Zvakatora makore makumi mana namatanhatu kuti temberi iyi ivakwe, uye iwe uchaimutsa mumazuva matatu?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 2:20

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios