Johane 2:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Akati kuna vaitengesa njiva, “Bvisai zvinhu izvozvo muno; musaita imba yababa vangu imba yokutengesera.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akati kunaʋaiteŋgesa njiʋa: Bvisai ɀinhu iɀoɀo muno; musaita imba yaƂaɓa ʋaŋgu imba yokuteŋgesera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akataurira vainge vachitengesa hangaiwa kuti, “Bvisai zvinhu izvi muno. Hamufaniri kuita imba yaBaba vangu musika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akataurira vainge vachitengesa hangaiwa kuti, “Bvisai zvinhu izvi muno. Hamufaniri kuita imba yaBaba vangu musika.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akati kuna avo vakanga vachitengesa njiva, “Budisai zvinhu izvi muno! Hamufaniri kushandura imba yababa vangu muchiita musika wokutengeserana!” Ver Capítulo |