Johane 2:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Ichi chiratidzo chake chokutanga Jesu akaita paKana yeGariria, akaratidza kubwinya kwake; vadzidzi vake vakatenda kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ici ciratidzo cake cokutaŋga Jesu wakaita paKana yeGarirea, akaratidza kubginya kwake; ʋadzidzi ʋake ʋakatenda kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akaita chiratidzo ichi chokutanga paKana yomuGarirea. Nokudaro akaratidza kubwinya kwake, uye vadzidzi vake vakatenda kwaari. Ver Capítulo |