La Biblia Online

- Anuncios -

Joere 2:19 - Shona Bible 1949 revised 2002

19 Jehovha akapindura, akati kuvanhu vake, “Tarirai, ndichakutumirai zviyo, newaini itsva, namafuta, mugoguta nazvo; handichakuitiyi chinhu chinoshoorwa pakati pamarudzi;

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Jehova akapindura, akati kuʋanhu ʋake: Tarirai, ndicakutumirai ɀiyo, newaini itȿa, namafuta, mugoguta naɀo; handicakuitiyi cinhu cinoshoʋorwa pakati pamarudzi;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 TENZI akapindura vanhu vake achiti, “Chinzwai, ndava kukutumirai mbesanwa newaini namafuta eorivhi zvokuti muchaguta uye handichazombokuitazve kuti muve chiseko chenyika pakati pamarudzi avanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 TENZI akapindura vanhu vake achiti, “Chinzwai, ndava kukutumirai mbesanwa newaini namafuta eorivhi zvokuti muchaguta uye handichazombokuitazve kuti muve chiseko chenyika pakati pamarudzi avanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Jehovha achavapindura achiti, “Ndava kukutumirai zviyo, waini itsva namafuta, zvakawanda zvokuti muchaguta kwazvo, handichazokuitai zvakare chiseko chendudzi.

Ver Capítulo Copiar

Joere 2:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios