Genesi 9:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 As imi berekai, muwande, berekai zvikuru panyika, muwande mukati mayo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi imi ɓerekai, muwande; ɓerekai ɀikuru panyika, muwande mukati mayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana murimi, berekanai muwande; muwande panyika uye muwande kwazvo pamusoro payo.” Ver Capítulo |