La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 9:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvirokwazvo ropa renyu, roupenyu hwenyu, ndicharitsiva; ndicharitsiva pazvipenyu zvose, ndichatsiva upenyu hwomunhu paruoko rwomunhu naparuoko rwehama yomunhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀirokwaɀo ropa renyu, roʋupenyu bgenyu, ndicaritȿaka; ndicaritȿaka paɀipenyu ɀose, ndicatȿaka ʋupenyu bgomunhu paruʋoko rwomunhu naparuʋoko rwehama yomunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndinoti kuurayiwa kwenyu vanhu kunofanira kutoripwa. Mhuka kana munhu anouraya munhu ndinoda kuona kuti atoripa. Munhu anouraya mumwe munhu, mhaka iyoyo inoripwa norufu rwomunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndinoti kuurayiwa kwenyu vanhu kunofanira kutoripwa. Mhuka kana munhu anouraya munhu ndinoda kuona kuti atoripa. Munhu anouraya mumwe munhu, mhaka iyoyo inoripwa norufu rwomunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Uye zvirokwazvo ndichatsvaka kuti muzvidavirire nokuda kweropa roupenyu hwenyu. Ndichatsvaka kuti muzvidavirire pamhuka dzose. Uye kubvawo pamunhu mumwe nomumwe, ndichatsvaka kuti azvidavirire nokuda kwoupenyu hwomunhu wokwake.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 9:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios