La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 9:29 - Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mazuva ose aNoa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mazuʋa ose aNoa akaŋga ari mazana mapfumbamŋe namakumi mashanu, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Pamwe chete, Noa akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi mashanu, uye akafa.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 9:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios