La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 9:24 - Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino Noa akapengenuka pawaini yake, akaziva zvaakaitirwa nomwanakomana wake muduku,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino Noa akapeŋgenuka pawaini yake, akaziʋa ɀaakaitirwa nomŋanakomana wake muɗuku,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Noa akati amuka kubva pawaini yake uye akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku,

Ver Capítulo Copiar




Genesi 9:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios