Genesi 8:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 namatsime apakadzika namawindo edenga akazarirwa, nemvura yakabva kudenga ikadziviswa, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 namatsime apakadzika namawindi eɗeŋga akazarirwa, nemvura yakabva kuɗeŋga ikadziʋiswa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino zvitubu zvepakadzika uye masuo amafashamu okudenga zvakanga zvazarirwa, uye mvura yakanga yaguma kunaya kubva kudenga. Ver Capítulo |