La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 7:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Noa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Noa wakaŋga aʋa namakore anamazana matanhatu paŋguʋa yokuʋuya kwemvura zhinji panyika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Noa akanga ava namakore mazana matanhatu okuberekwa panguva yakanaya mvura yamafashamu panyika.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 7:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios