Genesi 7:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kwasara mazuva manomwe, ipapo ndichanaisa mvura panyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana; zvipenyu zvose zvandakaita ndichazviparadza panyika.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kwasara mazuʋa manomŋe, ipapo ndicanisa mvura panyika mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna; ɀipenyu ɀose ɀandakaita ndicaɀiparadza panyika; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Shure kwamazuva manomwe ini ndichanayisa mvura panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana. Ndichatsakatisa zvinhu zvose zvipenyu panyika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Shure kwamazuva manomwe ini ndichanayisa mvura panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana. Ndichatsakatisa zvinhu zvose zvipenyu panyika.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mazuva manomwe kubva zvino ndichanayisa mvura panyika kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana, uye ndichabvisa pamusoro penyika zvisikwa zvipenyu zvose zvandakaita.” Ver Capítulo |