Genesi 5:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Seti akagara makore anamazana masere namanomŋe shure kwokuɓerekwa kwaEnoshi, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uye shure kwokubereka kwake Enoshi, Seti akararama kwamakore mazana masere namanomwe uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Ver Capítulo |