La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 5:28 - Shona Bible 1949 revised 2002

28 Rameki wakagara makore ane zana namakumi masere namaviri; akabereka mwanakomana;

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Rameki wakagara makore anezana namakumi masere namaʋiri; akaɓereka mŋanakomana;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Rameki akagara zana namakumi masere amakore ana makore maviri, akaberekawo mwana mukomana

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Rameki akati ararama kwamakore zana namakumi masere namaviri, akabereka mwanakomana.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 5:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios