Genesi 5:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Enoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari wakamutora. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Enoki akafamba naMŋari, akasazoʋa’po, nokuti Mŋari wakamutora. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Enoki akafamba naMwari; ipapo akasazovapo, nokuti Mwari akamutora. Ver Capítulo |