Genesi 46:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Ndiwo mazita avana vaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika Egipita: Jakobo, naʋanakomana ʋake, ʋaiti: Rubeni, ɗaŋgwe raJakobo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri (Jakobho nezvizvarwa zvake) vakaenda kuIjipiti: Rubheni dangwe raJakobho. Ver Capítulo |