Genesi 45:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Farao akati kuna Josefa, “Iti kuvana vababa vako, ‘Itai chinhu ichi: Takudzai zvipfuwo zvenyu, mufambe, muende kunyika yeKenani; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Farao akati kunaJosefa: Iti kuʋana ʋaɓaɓa ʋako: Itai cinhu ici: Takudzai ɀipfuwo ɀenyu, mufambe, muende kunyika yeKanani; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Farao akati kuna Josefi, “Taurira vakoma vako kuti, ‘Chidaii izvi, takudzai madhongi enyu mudzokere kuKanani, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Faro akati kuna Josefa, “Taurira hama dzako uti, ‘Itai izvi: Takudzai zvipfuwo zvenyu mudzokere kunyika yeKenani, Ver Capítulo |