Genesi 44:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Akandovabata, akataura mashoko iwayo kwavari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akandoʋaɓata, akataura mashoko iwayo kwaʋari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mutariri paakavabata akavaudza mashoko iwaya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mutariri paakavabata akavaudza mashoko iwaya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Paakavabata, akadzokorora mashoko aya kwavari. Ver Capítulo |