Genesi 4:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Watsamwireiko? Chiso chako chakaunyana nei? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Jehova akati kunaKaini: Watsamŋireiko? Ciso cako cakawunyana nei? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akabvunza Kaini achiti, “Watsamwireiko? Wapfundumwarireiko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akabvunza Kaini achiti, “Watsamwireiko? Wapfundumwarireiko? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Wakatsamweiko? Seiko chiso chako chakaunyana? Ver Capítulo |