Genesi 4:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Akazoponazve mun'una wake Abhero. Abhero wakanga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakanga ari murimi wevhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akazopona ɀe munuŋuna wake Aberi. Aberi wakaŋga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakaŋga ari murimi wevu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mushure akabereka mununʼuna wake Abheri. Zvino Abheri aiva mufudzi wamakwai, uye Kaini aiva murimi wevhu. Ver Capítulo |