Genesi 4:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehovha, akandogara panyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehova, akandogara panyika yeNodi, kumabvazuʋa kweEdeni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka Kaini akabva pamberi paJehovha akandogara munyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni. Ver Capítulo |