Genesi 4:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Kaini akati kunaJehova: Kurobga kwaŋgu kukuru, handiŋgakutakuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kaini akati kuna Jehovha, “Kurangwa kwangu kunopfuura zvandinokwanisa kutakura. Ver Capítulo |